2 Madzimambo 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 uye vakaramba vachipinza vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ vachishopera,+ vachitenda mashura,+ vakaramba vachizvitengesa+ kuti vaite zvakaipa pamberi paJehovha, kuti vamugumbure;+ 2 Makoronike 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akakwidza utsi hwezvibayiro+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akapisa vanakomana vake+ mumoto, maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+ 2 Makoronike 33:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akapinza vanakomana vake mumoto+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akaita zvemashiripiti,+ akashopera,+ akaita zvouroyi,+ akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.+ Pisarema 106:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Naizvozvo vakaramba vachiteura ropa risina mhosva,+Iro ropa revanakomana vavo nevanasikana vavo,Vavakabayira kuzvidhori zveKenani;+Uye nyika yakasvibiswa nokuteura ropa.+ Isaya 57:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 vaya vari kumutsa kuchiva pakati pemiti mikuru,+ pasi pemiti yose yakasvibirira,+ vachiurayira vana mumipata ine hova pasi pemikaha yemabwe?+
17 uye vakaramba vachipinza vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ vachishopera,+ vachitenda mashura,+ vakaramba vachizvitengesa+ kuti vaite zvakaipa pamberi paJehovha, kuti vamugumbure;+
3 Akakwidza utsi hwezvibayiro+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akapisa vanakomana vake+ mumoto, maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+
6 Akapinza vanakomana vake mumoto+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akaita zvemashiripiti,+ akashopera,+ akaita zvouroyi,+ akagadza masvikiro+ nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji pamberi paJehovha, kuti amugumbure.+
38 Naizvozvo vakaramba vachiteura ropa risina mhosva,+Iro ropa revanakomana vavo nevanasikana vavo,Vavakabayira kuzvidhori zveKenani;+Uye nyika yakasvibiswa nokuteura ropa.+
5 vaya vari kumutsa kuchiva pakati pemiti mikuru,+ pasi pemiti yose yakasvibirira,+ vachiurayira vana mumipata ine hova pasi pemikaha yemabwe?+