Eksodho 20:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+ Dheuteronomi 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 (nokuti Jehovha Mwari wako ari pakati pako ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara,)+ kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira kwazvo,+ akakutsakatisa pamusoro penyika.+ Joshua 24:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kana mukasiya Jehovha+ mukashumira vamwe vanamwari+ vokune dzimwe nyika, chokwadi iyewo achadzoka, okuitirai zvinokuvadza, okutsakatisai pashure pokunge ambokuitirai zvakanaka.”+
5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+
15 (nokuti Jehovha Mwari wako ari pakati pako ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara,)+ kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira kwazvo,+ akakutsakatisa pamusoro penyika.+
20 Kana mukasiya Jehovha+ mukashumira vamwe vanamwari+ vokune dzimwe nyika, chokwadi iyewo achadzoka, okuitirai zvinokuvadza, okutsakatisai pashure pokunge ambokuitirai zvakanaka.”+