Dheuteronomi 30:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+ Ezekieri 20:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndichakubudisai pakati pemamwe marudzi, ndichakuunganidzai muchibva munyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri ndichishandisa ruoko rune simba, noruoko rwakatambanudzwa uye nehasha dzakadururwa.+ Mika 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “‘Chokwadi ndichaunganidza Jakobho, mose zvenyu;+ chokwadi ndichaunganidza vakasara vaIsraeri.+ Ndichavaisa mudanga vakabatana, seboka rezvipfuwo, seboka rezvipfuwo riri mumafuro aro;+ vachaita ruzha nevanhu ikoko.’+
4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+
34 Ndichakubudisai pakati pemamwe marudzi, ndichakuunganidzai muchibva munyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri ndichishandisa ruoko rune simba, noruoko rwakatambanudzwa uye nehasha dzakadururwa.+
12 “‘Chokwadi ndichaunganidza Jakobho, mose zvenyu;+ chokwadi ndichaunganidza vakasara vaIsraeri.+ Ndichavaisa mudanga vakabatana, seboka rezvipfuwo, seboka rezvipfuwo riri mumafuro aro;+ vachaita ruzha nevanhu ikoko.’+