RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 9:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+

  • Dhanieri 9:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Hatina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wedu nokufamba mumitemo yake yaakaisa pamberi pedu achishandisa vashumiri vake, ivo vaprofita.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe