Joshua 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nenyika yevaGebhari+ neRebhanoni rose nechokumabvazuva, kubvira kuBhaari-gadhi+ riri mujinga meGomo reHemoni kusvikira kumuganhu weHamati;+ Vatongi 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Madzishe mashanu akabatana+ evaFiristiya,+ nevaKenani+ vose, kunyange vaSidhoni+ nevaHivhi+ vaigara muGomo reRebhanoni+ kubvira kuGomo reBhaari-hemoni+ kusvikira kumuganhu weHamati.+ 2 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.
5 nenyika yevaGebhari+ neRebhanoni rose nechokumabvazuva, kubvira kuBhaari-gadhi+ riri mujinga meGomo reHemoni kusvikira kumuganhu weHamati;+
3 Madzishe mashanu akabatana+ evaFiristiya,+ nevaKenani+ vose, kunyange vaSidhoni+ nevaHivhi+ vaigara muGomo reRebhanoni+ kubvira kuGomo reBhaari-hemoni+ kusvikira kumuganhu weHamati.+
24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.