Eksodho 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudzira Ijipiti+ ruoko rwangu, uye ndichabudisa vanakomana vaIsraeri pakati pavo.”+ Eksodho 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo. Pisarema 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha anozivikanwa nokutonga kwaakaita.+Munhu akaipa ateyiwa nebasa remaoko ake.+Higayoni. Sera. Ezekieri 30:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pemamwe marudzi+ ndoita kuti vapararire munyika zhinji; uye ivo vachaziva kuti ndini Jehovha.’”
5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudzira Ijipiti+ ruoko rwangu, uye ndichabudisa vanakomana vaIsraeri pakati pavo.”+
4 Naizvozvo ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ iye achavatevera uye ndichakudzwa nezvichaitika kuna Farao nemauto ake ose ehondo;+ uye vaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha.”+ Nokudaro vakaita saizvozvo.
16 Jehovha anozivikanwa nokutonga kwaakaita.+Munhu akaipa ateyiwa nebasa remaoko ake.+Higayoni. Sera.
26 Ndichaparadzira vaIjipiti pakati pemamwe marudzi+ ndoita kuti vapararire munyika zhinji; uye ivo vachaziva kuti ndini Jehovha.’”