Revhitiko 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+ Isaya 64:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Tava somunhu asina kuchena, tose zvedu, mabasa edu ose akarurama akaita senguo dzepanguva yokuva kumwedzi;+ uye tose zvedu tichaoma semashizha,+ uye kukanganisa kwedu kuchatitakura sezvinoita mhepo.+
2 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri,+ obereka mwana mukomana, ngaave asina kuchena kwemazuva manomwe; achava asina kuchena sezvaanoita pamazuva okusachena paanenge ari kumwedzi.+
6 Tava somunhu asina kuchena, tose zvedu, mabasa edu ose akarurama akaita senguo dzepanguva yokuva kumwedzi;+ uye tose zvedu tichaoma semashizha,+ uye kukanganisa kwedu kuchatitakura sezvinoita mhepo.+