RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 29:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 Ndichagara pakati pevanakomana vaIsraeri, uye ndichava Mwari wavo.+

  • Pisarema 68:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Imi makomo ane misoro mizhinji, munorambirei makatarira muchiitira shanje

      Gomo iro Mwari akada kuti agare mariri?+

      Chokwadi Jehovha achagara mariri nokusingaperi.+

  • Pisarema 132:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Iyi ndiyo nzvimbo yangu yokuzororera nokusingaperi;+

      Ndichagara pano, nokuti ndakapasuwa.+

  • Joeri 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Imi muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ anogara muZiyoni, iro gomo rangu dzvene.+ Jerusarema richava nzvimbo tsvene;+ uye vamwe vanhuwo zvavo havazopfuurizve nomariri.+

  • 2 VaKorinde 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe