45 sokuona kwamakaita dombo richicherwa richibviswa mugomo kwete nemaoko,+ uye kuti rakakuya simbi, mhangura, ivhu rakaumbwa, sirivha nendarama.+ Mwari Mukuru+ aita kuti mambo azive zvichazoitika pashure paizvozvi.+ Hope dzacho ndedzechokwadi, uye kududzirwa kwadzo kwakavimbika.”+