RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 22:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 mwoyo wako+ zvawanga uri munyoro zvokuti wazvininipisa+ nokuda kwaJehovha pawanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo ino nevagari vayo kuti ive chinhu chinokatyamadza nechinotukwa,+ ukabva wabvarura+ nguo dzako, ukatanga kusvimha misodzi pamberi pangu, ini, iyeni, ndanzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+

  • Pisarema 34:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Jehovha ari pedyo nevaya vakaora mwoyo;+

      Anoponesa vaya vakadzvinyirirwa.+

  • Pisarema 51:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvibayiro kuna Mwari ndiwo mwoyo wakaputsika;+

      Haiwa Mwari, hamuzozvidzi mwoyo wakaputsika nowakapwanyika.+

  • Isaya 57:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Nokuti zvanzi neAkakwirira, Iye ari Kumusoro,+ anogara nokusingaperi+ uye ane zita dzvene:+ “Ndinogara pakakwirira nomunzvimbo tsvene,+ ndinogarawo nomunhu akadzvinyirirwa neanozvininipisa,+ kuti ndimutsidzire mafungiro evanozvininipisa uye ndimutsidzire mwoyo yevari kudzvinyirirwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe