9 “Zvino iwe, mwanakomana wangu Soromoni, ziva+ Mwari wababa vako, umushumire+ nomwoyo wakakwana+ uye nomweya unofara;+ nokuti Jehovha anoongorora mwoyo yose,+ uye anonzwisisa zvose zvinodiwa nepfungwa.+ Kana ukamutsvaka, achaita kuti umuwane;+ asi kana ukamusiya,+ achakurasa nokusingaperi.+