Jeremiya 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kana ukapika+ uchiti, ‘NaJehovha mupenyu muchokwadi,+ mukururamisira uye mukururama!’+ ipapo marudzi achazvikomborera nomaari, uye achazvirumbidza nomaari.”+ Zekariya 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 ‘Ndaita kuti kubude,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, ‘uye kuchapinda muimba yembavha nomuimba youya ari kupika mhiko nezita rangu zvenhema;+ uye iko kuchagara muimba yake, kwoiparadza pamwe chete nematanda ayo nematombo ayo.’”+
2 Kana ukapika+ uchiti, ‘NaJehovha mupenyu muchokwadi,+ mukururamisira uye mukururama!’+ ipapo marudzi achazvikomborera nomaari, uye achazvirumbidza nomaari.”+
4 ‘Ndaita kuti kubude,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, ‘uye kuchapinda muimba yembavha nomuimba youya ari kupika mhiko nezita rangu zvenhema;+ uye iko kuchagara muimba yake, kwoiparadza pamwe chete nematanda ayo nematombo ayo.’”+