Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ Mabasa 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Chokwadi Dhavhidhi haana kukwira kumatenga,+ asi iye anoti, ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi,+ 1 VaKorinde 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vose pasi petsoka dzake.+ VaHebheru 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+ VaHebheru 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
34 Chokwadi Dhavhidhi haana kukwira kumatenga,+ asi iye anoti, ‘Jehovha akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi,+
13 Asi pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+
13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+