Hosiya 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti ini ndinofarira mutsa worudo,+ kwete chibayiro;+ uye ndinofarira kuziva Mwari kupfuura zvinopiwa zvakakwana zvinopiswa.+ Mika 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+ Mateu 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Saka endai, mudzidze kuti izvi zvinorevei, ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nokuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.” Mateu 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvisinei, kudai makanga manzwisisa zvinorehwa neizvi, zvokuti, ‘Ndinoda ngoni,+ kwete chibayiro,’+ mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva.
6 Nokuti ini ndinofarira mutsa worudo,+ kwete chibayiro;+ uye ndinofarira kuziva Mwari kupfuura zvinopiwa zvakakwana zvinopiswa.+
8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+
13 Saka endai, mudzidze kuti izvi zvinorevei, ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nokuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.”
7 Zvisinei, kudai makanga manzwisisa zvinorehwa neizvi, zvokuti, ‘Ndinoda ngoni,+ kwete chibayiro,’+ mungadai musina kupa mhosva vasina mhosva.