1 VaKorinde 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+ 1 VaKorinde 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye, pashure pokunge aonga, akachimedura,+ akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa nokuda kwenyu. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+
16 Kapu+ yokukomborera yatinokomborera, hairevi kugoverana muropa raKristu here? Chingwa chatinomedura,+ hachirevi kugoverana mumuviri waKristu here?+
24 uye, pashure pokunge aonga, akachimedura,+ akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa nokuda kwenyu. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+