Mateu 26:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Akaendazve, kechipiri,+ akanyengetera, achiti: “Baba vangu, kana zvisingabviri kuti ipfuure kunze kwokuti ndinwire mairi, kuda kwenyu ngakuitwe.”+ Zvakazarurwa 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+
42 Akaendazve, kechipiri,+ akanyengetera, achiti: “Baba vangu, kana zvisingabviri kuti ipfuure kunze kwokuti ndinwire mairi, kuda kwenyu ngakuitwe.”+
11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+