Mako 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, Zvinhu zvose zvamunonyengeterera nezvamunokumbira ivai nokutenda kwokuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+ Jakobho 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, Zvinhu zvose zvamunonyengeterera nezvamunokumbira ivai nokutenda kwokuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+
5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+