Dheuteronomi 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Paunenge wadya uye waguta,+ urumbidzewo+ Jehovha Mwari wako nokuda kwenyika yakanaka yaakakupa.+ Ruka 22:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Akatorawo chingwa,+ akaonga, akachimedura, akavapa, achiti: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uchapiwa nokuda kwenyu.+ Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+ 1 Timoti 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chikonzero cheizvi ndechokuti zvisikwa zvose zvaMwari zvakanaka kwazvo,+ uye hapana chinofanira kurambwa+ kana chichigamuchirwa nokuonga,+
19 Akatorawo chingwa,+ akaonga, akachimedura, akavapa, achiti: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uchapiwa nokuda kwenyu.+ Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+
4 Chikonzero cheizvi ndechokuti zvisikwa zvose zvaMwari zvakanaka kwazvo,+ uye hapana chinofanira kurambwa+ kana chichigamuchirwa nokuonga,+