RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Zvavakaramba vachidya, Jesu akatora chingwa+ uye, akumbira chikomborero, akachimedura+ uye, achichipa vadzidzi, akati: “Torai, mudye. Ichi chinomirira muviri wangu.”+

  • Mako 14:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino zvavakaramba vachidya, akatora chingwa, akakumbira chikomborero, akachimedura, akavapa, akati: “Chitorei, ichi chinomirira muviri wangu.”+

  • 1 VaKorinde 11:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 uye, pashure pokunge aonga, akachimedura,+ akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa nokuda kwenyu. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe