Pisarema 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha, ndakada nzvimbo yenyu yamunogara iri muimba yenyu+Nenzvimbo inogara kubwinya kwenyu.+ Pisarema 27:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+ Zvirevo 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mukomana anoratidza kana basa rake rakachena uye kana rakarurama nezvaanoita.+ Johani 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Iye akati kune vaya vaitengesa njiva: “Bvisai zvinhu izvi muno! Regai kuita imba+ yaBaba vangu imba yokutengesera!”+
4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+
16 Iye akati kune vaya vaitengesa njiva: “Bvisai zvinhu izvi muno! Regai kuita imba+ yaBaba vangu imba yokutengesera!”+