Isaya 40:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taurirai Jerusarema zvinobaya mwoyo+ uye shevedzerai kwariri kuti basa raro rehondo raitwa,+ kuti kukanganisa kwaro kwaripwa.+ Nokuti ragamuchira zvakaenzanirana nezvivi zvaro zvose paruoko rwaJehovha.”+ Ruka 23:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Chokwadi, isu zvakatikodzera, nokuti tiri kugamuchira zvakakwana zvakatikodzera nokuda kwezvinhu zvatakaita; asi murume uyu hapana chaakaita chisina kukodzera.”+ Mabasa 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+
2 “Taurirai Jerusarema zvinobaya mwoyo+ uye shevedzerai kwariri kuti basa raro rehondo raitwa,+ kuti kukanganisa kwaro kwaripwa.+ Nokuti ragamuchira zvakaenzanirana nezvivi zvaro zvose paruoko rwaJehovha.”+
41 Chokwadi, isu zvakatikodzera, nokuti tiri kugamuchira zvakakwana zvakatikodzera nokuda kwezvinhu zvatakaita; asi murume uyu hapana chaakaita chisina kukodzera.”+
39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+