Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+ VaGaratiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+