Mateu 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Johani 8:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 muchaziva chokwadi,+ uye chokwadi chichakusunungurai.”+ VaRoma 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 zvisinei, pane vaya vanokakavara+ uye vasingateereri chokwadi+ asi vanoteerera zvinhu zvisina kururama pachava nehasha nokutsamwa,+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
8 zvisinei, pane vaya vanokakavara+ uye vasingateereri chokwadi+ asi vanoteerera zvinhu zvisina kururama pachava nehasha nokutsamwa,+