2 VaTesaronika 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+ VaHebheru 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti takaziviswawo mashoko akanaka,+ sezvavakaitwawo;+ asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira,+ nokuti vakanga vasina kubatanidzwa nokutenda+ nevaya vakanzwa.+ 1 Petro 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+
8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+
2 Nokuti takaziviswawo mashoko akanaka,+ sezvavakaitwawo;+ asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira,+ nokuti vakanga vasina kubatanidzwa nokutenda+ nevaya vakanzwa.+
17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+