Mabasa 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino pavakaona kuti Petro naJohani vaitaura vasingatyi, vakanzwisisa kuti vakanga vari vanhuwo zvavo, vasina kudzidza,+ ivo vakashamisika. Vakatanga kuziva kuti vaimbova naJesu;+ 2 VaKorinde 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kwose kwose kwatinoenda tinogara tichitsungirira mumuviri wedu zvinhu zvinouraya zvakaitirwa Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumuviri wedu.+
13 Zvino pavakaona kuti Petro naJohani vaitaura vasingatyi, vakanzwisisa kuti vakanga vari vanhuwo zvavo, vasina kudzidza,+ ivo vakashamisika. Vakatanga kuziva kuti vaimbova naJesu;+
10 Kwose kwose kwatinoenda tinogara tichitsungirira mumuviri wedu zvinhu zvinouraya zvakaitirwa Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumuviri wedu.+