Mateu 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu. Mabasa 20:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 ndichishandira+ Ishe nepfungwa dzinozvininipisa+ kwazvo nemisodzi nemiedzo yakandiwira nokuda kwokurangana+ kwevaJudha; VaRoma 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa ndinoudza munhu wose ari pakati penyu kuti arege kufunga nezvake kupfuura zvaanofanira kufunga;+ asi kuti afunge kuitira kuti ave nepfungwa dzakanaka,+ mumwe nomumwe sokugoverwa kwaakaitwa chiyero+ chokutenda+ naMwari. VaFiripi 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 musingaiti chinhu nokukakavara+ kana kuzvikudza,+ asi nepfungwa dzinozvininipisa muchifunga kuti vamwe vakuru+ kwamuri, 1 Petro 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+
29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu.
19 ndichishandira+ Ishe nepfungwa dzinozvininipisa+ kwazvo nemisodzi nemiedzo yakandiwira nokuda kwokurangana+ kwevaJudha;
3 Nokuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa ndinoudza munhu wose ari pakati penyu kuti arege kufunga nezvake kupfuura zvaanofanira kufunga;+ asi kuti afunge kuitira kuti ave nepfungwa dzakanaka,+ mumwe nomumwe sokugoverwa kwaakaitwa chiyero+ chokutenda+ naMwari.
3 musingaiti chinhu nokukakavara+ kana kuzvikudza,+ asi nepfungwa dzinozvininipisa muchifunga kuti vamwe vakuru+ kwamuri,
5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+