Zvirevo 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kudada kunotangira kuparara,+ uye kuzvikudza kunotangira kugumburwa.+ 1 VaKorinde 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino, hama, ndachinja zvinhu izvi kuti zvishande kwandiri naAporo+ kuti zvikunakirei imi, kuti mudzidze kwatiri murau wokuti: “Musapfuura zvinhu zvakanyorwa,”+ kuti murege kuzvitutumadza+ somunhu oga muchifarira mumwe panzvimbo pomumwe.+ VaGaratiya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake. VaEfeso 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nepfungwa dzinozvininipisa+ zvakakwana nounyoro, nomwoyo murefu,+ muchishivirirana murudo,+ 1 Petro 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+
6 Zvino, hama, ndachinja zvinhu izvi kuti zvishande kwandiri naAporo+ kuti zvikunakirei imi, kuti mudzidze kwatiri murau wokuti: “Musapfuura zvinhu zvakanyorwa,”+ kuti murege kuzvitutumadza+ somunhu oga muchifarira mumwe panzvimbo pomumwe.+
3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake.
5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+