RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti vaya vanoita maererano nenyama vanoisa pfungwa dzavo pazvinhu zvenyama,+ asi vaya vanoita maererano nomudzimu pazvinhu zvomudzimu.+

  • 1 VaKorinde 3:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 nokuti muchiri venyama.+ Pakati penyu zvapaine godo nokukakavadzana,+ hamusi venyama here uye hamusi kufamba sezvinoita vanhu here?+

  • 2 Timoti 3:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 vatengesi,+ vakaoma musoro, vanozvitutumadza nokuda kwokudada,+ vanoda mafaro panzvimbo pokuda Mwari,+

  • Jakobho 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Uhwu hahusi uchenjeri hunobva kumusoro,+ asi ndohwepanyika,+ hwemhuka, hwoudhimoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe