RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 14:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+

      Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+

  • Pisarema 39:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Chokwadi munhu anofamba-famba somumvuri.+

      Chokwadi vanoita mheremhere pasina.+

      Mumwe anounganidza zvinhu uye haazivi kuti ndiani achazozvitora.+

  • Muparidzi 6:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti ndiani anoziva zvakanaka zvine munhu muupenyu+ kwemazuva ose oupenyu hwake husina zvahunobatsira, kana iye achiapedza sokupfuura kunoita mumvuri?+ Nokuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe