RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Haiwa Jehovha, muchanzwa zvinodiwa nevanyoro.+

      Muchagadzirira mwoyo yavo.+

      Muchateerera nenzeve yenyu,+

  • Pisarema 34:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+

      Uye nzeve dzake dziri pakuchemera kwavo kubatsirwa.+

  • Mateu 7:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Nokuti munhu wose anokumbira anogamuchira,+ uye munhu wose anotsvaka anowana, uye munhu wose anogogodza achazarurirwa.

  • 1 Petro 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe