VaRoma 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+ 1 Timoti 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo. VaHebheru 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo aisungirwa kuti ave se“hama” dzake muzvinhu zvose,+ kuti ave mupristi mukuru ane ngoni uye akatendeka muzvinhu zvine chokuita naMwari,+ kuti ape chibayiro+ chokuyananisira zvivi zvevanhu.+ 1 Johani 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+
25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+
6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo.
17 Naizvozvo aisungirwa kuti ave se“hama” dzake muzvinhu zvose,+ kuti ave mupristi mukuru ane ngoni uye akatendeka muzvinhu zvine chokuita naMwari,+ kuti ape chibayiro+ chokuyananisira zvivi zvevanhu.+
10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+