Isaya 53:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+ 2 VaKorinde 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+ 1 Johani 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu+ chete asiwo zvenyika yose.+ 1 Johani 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+
11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+
19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+
10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+