RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Anofanira kuuraya mbudzi yechinopiwa chechivi, chevanhu,+ uye anofanira kuuya neropa rayo mukati meketeni,+ oshandisa ropa+ rayo kuita zvaanenge aita neropa renzombe; anofanira kurisasa nechokuchifukidziro uye pamberi pechifukidziro.

  • Mateu 20:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+

  • Johani 1:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+

  • Johani 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+

  • Zvakazarurwa 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo ndakabva ndati kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena+ muropa+ reGwayana.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe