VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ VaHebheru 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chokwadi, zvinenge zvinhu zvose zvinocheneswa neropa+ maererano noMutemo, uye kana ropa rikasadururwa+ hapana kukanganwirwa kunovapo.+ 1 Johani 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+ Zvakazarurwa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
22 Chokwadi, zvinenge zvinhu zvose zvinocheneswa neropa+ maererano noMutemo, uye kana ropa rikasadururwa+ hapana kukanganwirwa kunovapo.+
7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—