Pisarema 29:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ipai Jehovha kukudzwa kwezita rake.+Kotamirai Jehovha makapfeka zvishongo zvitsvene.+ Mateu 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Zvakazarurwa 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+