Ruka 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kana iri iya yepaivhu rakanaka, iyi ndivo vaya vanoti, pashure pokunzwa shoko nomwoyo+ wakarurama uye wakanaka, vanorichengeta, vobereka zvibereko nokutsungirira.+ Ruka 21:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Muchawana mweya yenyu nokutsungirira kwenyu.+ 2 Timoti 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo; VaHebheru 10:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+ VaHebheru 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, nyatsofungai iye akatsungirira kutaura kwokukakavara kwakadaro+ kwevatadzi avo vairwisa zvinhu zvinovabatsira, kuti murege kuneta nokupera simba pamweya yenyu.+
15 Kana iri iya yepaivhu rakanaka, iyi ndivo vaya vanoti, pashure pokunzwa shoko nomwoyo+ wakarurama uye wakanaka, vanorichengeta, vobereka zvibereko nokutsungirira.+
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;
36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+
3 Chokwadi, nyatsofungai iye akatsungirira kutaura kwokukakavara kwakadaro+ kwevatadzi avo vairwisa zvinhu zvinovabatsira, kuti murege kuneta nokupera simba pamweya yenyu.+