RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Achiti: “Ini, iyeni, ndakagadza mambo wangu+

      PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.”+

  • Ezekieri 21:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Dongo, dongo, ndichariita dongo.+ Kana zviri izviwo, hazvizovi zvomunhu chero upi zvake kusvikira ane kodzero yepamutemo asvika,+ uye ndichamupa izvozvo.’+

  • Dhanieri 7:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+

  • Ruka 1:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 iye achava mambo paimba yaJakobho nokusingaperi, uye hapazovi nomugumo woumambo hwake.”+

  • Ruka 22:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 uye ndinoita sungano nemi, sokuita sungano+ youmambo+ neni kwakaita Baba vangu,

  • 2 Petro 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Chokwadi, muchazarurirwa kwazvo saizvozvo kuti mupinde+ muumambo husingaperi+ hwaShe wedu uye Muponesi Jesu Kristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe