Pisarema 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Achiti: “Ini, iyeni, ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.”+ VaHebheru 12:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi imi maswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta+ raMwari mupenyu, iro Jerusarema rokudenga,+ nokumakumi ezviuru engirozi,+ 1 Petro 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+
22 Asi imi maswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta+ raMwari mupenyu, iro Jerusarema rokudenga,+ nokumakumi ezviuru engirozi,+
6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+