Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+