RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 97:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 97 Jehovha ava mambo!+ Nyika ngaifare.+

      Zvitsuwa zvizhinji ngazvifare.+

  • Isaya 52:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Dzakanaka sei pamusoro pemakomo tsoka+ dzaiye ari kuuya nemashoko akanaka,+ iye ari kuzivisa rugare,+ iye ari kuuya nemashoko akanaka echimwe chinhu chiri nani,+ iye ari kuzivisa ruponeso,+ iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava mambo!”+

  • Dhanieri 7:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Ndakaramba ndakatarira kusvikira zvigaro zvoumambo zvaiswa,+ Akakwegura Pamazuva+ akagara ipapo. Chipfeko chake chakanga chakachena sechando,+ uye bvudzi romusoro wake rakanga rakachena semvere dzemakwai dzisina tsvina.+ Chigaro chake choumambo chakanga chakaita semirazvo yomoto;+ mavhiri acho akanga ari moto unopfuta.+

  • Zvakazarurwa 11:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava umambo hwaShe+ wedu nohwaKristu+ wake, uye Iye achatonga samambo nokusingaperi-peri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe