Eksodho 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu, Isaka, naJakobho saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuita kuti vandizive+ nezita rangu rekuti Jehovha.+ Eksodho 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye ndichakutorai kuti muve vanhu vangu, ndova Mwari wenyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamabasa anorema evaIjipiti. VaRoma 9:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti rugwaro runoti kuna Farao: “Ndaita kuti urambe uchirarama nechikonzero ichi: kuti ndikushandise kuratidza simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe panyika yese.”+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu, Isaka, naJakobho saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuita kuti vandizive+ nezita rangu rekuti Jehovha.+
7 Uye ndichakutorai kuti muve vanhu vangu, ndova Mwari wenyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu ari kukubvisai pamabasa anorema evaIjipiti.
17 Nekuti rugwaro runoti kuna Farao: “Ndaita kuti urambe uchirarama nechikonzero ichi: kuti ndikushandise kuratidza simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe panyika yese.”+