RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+

  • VaRoma 8:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Sezvo asina kutombozeza kupa Mwanakomana wake kuti atifire tese,+ angatadza here kutipawo zvimwe zvese pamwe naye?

  • Tito 2:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 tichimirira tariro inofadza+ nekuratidzwa pachena kunobwinya kwaMwari mukuru uye kweMuponesi wedu, Jesu Kristu, 14 uyo akazvipa kuti atisunungure*+ pakusateerera mutemo kwemarudzi ese uye kuti azvichenesere vanhu vake ega, vanoshingairira mabasa akanaka.+

  • 1 Johani 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+

  • 1 Johani 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe