Genesisi 49:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Tsvimbo yeumambo haizobvi kuna Judha,+ uye mudonzvo wemutungamiriri hauzobvi pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro* auya,+ uye marudzi achamuteerera.+ 2 Samueri 7:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka udza mushumiri wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.+ Pisarema 78:70, 71 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 70 Akasarudza Dhavhidhi+ mushumiri wake,Akamutora kumatanga emakwai,+71 Kwaaifudza nhunzvi dzinoyamwisa;Akaita kuti ave mufudzi waJakobho, vanhu vake,+Uye waIsraeri, nhaka yake.+
10 Tsvimbo yeumambo haizobvi kuna Judha,+ uye mudonzvo wemutungamiriri hauzobvi pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro* auya,+ uye marudzi achamuteerera.+
8 Saka udza mushumiri wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndakakutora kumafuro kwawaifudza makwai+ kuti uve mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.+
70 Akasarudza Dhavhidhi+ mushumiri wake,Akamutora kumatanga emakwai,+71 Kwaaifudza nhunzvi dzinoyamwisa;Akaita kuti ave mufudzi waJakobho, vanhu vake,+Uye waIsraeri, nhaka yake.+