-
Nehemiya 2:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Zvino Sanibharati muHoroni, naTobhiya+ mukuru* wekuvaAmoni,+ naGeshemu muArabhiya+ pavakazvinzwa, vakatanga kutinyomba+ nekutizvidza uye vaiti: “Chii chamuri kuita? Muri kupandukira mambo nhai?”+ 20 Zvisinei, ndakavapindura ndichiti: “Mwari wedenga ndiye achaita kuti tibudirire,+ uye isu vashumiri vake, tichasimuka tovaka; asi imi hamuna mugove, kana chamunoti ndechenyu, kana chamungayeukwa nacho* muJerusarema.”+
-