RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Vachabatwa nekutya nekuvhunduka.+

      Nemhaka yeukuru hweruoko rwenyu vachaita sedombo risingatsuduguki

      Kusvikira vanhu venyu vapfuura, haiwa Jehovha,

      Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+

  • Pisarema 76:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Achaninipisa vatungamiriri vanozvikudza;

      Anoita kuti madzimambo epanyika atye.

  • Isaya 2:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo

      Nemumakomba ari pasi,+

      Nemhaka yekutyisa kwaJehovha

      Uye kubwinya kwake kukuru,+

      Panguva yaanosimuka kuti adederese nyika nekutya.

  • Jeremiya 10:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi.

      Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+

      Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+

      Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe