Pisarema 74:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 74 Haiwa Mwari, makatirasirei nekusingaperi?+ Nei hasha dzenyu dzichipfungaidza makwai emafuro enyu?+ Pisarema 95:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Pisarema 100:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
74 Haiwa Mwari, makatirasirei nekusingaperi?+ Nei hasha dzenyu dzichipfungaidza makwai emafuro enyu?+
7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Pisarema 100:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+