Pisarema 100:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+ Mateu 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nekuti zvakanyorwa kuti: ‘Jehovha* Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye ega waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ Zvakazarurwa 14:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Yaiti nenzwi guru: “Ityai Mwari mumukudze, nekuti nguva* yekuti atonge vanhu yasvika,+ saka namatai iye akasika denga nenyika negungwa+ nezvitubu zvemvura.”
3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nekuti zvakanyorwa kuti: ‘Jehovha* Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye ega waunofanira kuitira basa dzvene.’”+
7 Yaiti nenzwi guru: “Ityai Mwari mumukudze, nekuti nguva* yekuti atonge vanhu yasvika,+ saka namatai iye akasika denga nenyika negungwa+ nezvitubu zvemvura.”