1 Makoronike 16:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Denga ngaripembere, uye nyika ngaifare;+Zivisai pakati pemarudzi kuti: ‘Jehovha ava Mambo!’+ Pisarema 96:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+ Pisarema 97:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 97 Jehovha ava Mambo!+ Nyika ngaifare.+ Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+ Zvakazarurwa 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+
10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+
6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+