RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 107:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Vakaramba vachichema kuna Jehovha vari mumatambudziko;+

      Akavanunura mutsekwende yavaiva mairi.+

       7 Akaita kuti vafambe munzira yakarurama+

      Kuti vasvike kuguta ravaigona kugara.+

  • Isaya 11:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Uye pachava nemugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nekuda kwevashoma vasara pavanhu vake,+

      Sewaivapo kuvaIsraeri pazuva ravakabuda munyika yeIjipiti.

  • Isaya 40:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti:

      “Vhurai* nzira yaJehovha!+

      Gadzirirai Mwari wedu mugwagwa mukuru wakati twasu unopfuura nemugwenga.+

       4 Mapani ese ngaakwidziridzwe,

      Uye makomo ese nezvikomo zvese ngazvideredzwe.

      Nyika isina kuenzana inofanira kuti sandara,

      Uye nzvimbo isina kuenzana ngaive bani.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe