Pisarema 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.” Isaya 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti taberekerwa mwana,+Tapiwa mwanakomana;Uye utongi huchava* papfudzi rake.+ Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare. Jeremiya 23:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti Dhavhidhi ave nenhungirwa yakarurama.*+ Uye mambo achatonga+ uye acharatidza njere, achitonga zvakanaka munyika yacho uye achiita kuti muve nekururama.+ Mika 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare. Ruka 1:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+ Mabasa 5:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+
6 Nekuti taberekerwa mwana,+Tapiwa mwanakomana;Uye utongi huchava* papfudzi rake.+ Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare.
5 “Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti Dhavhidhi ave nenhungirwa yakarurama.*+ Uye mambo achatonga+ uye acharatidza njere, achitonga zvakanaka munyika yacho uye achiita kuti muve nekururama.+
2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.
32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+
31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+